Itsika yaMwari kuita sungano nevanhu vaanenge ada kufamba navo. Sungano imwe neimwe ine mitemo yayo nezvinotarisirwa naMwari kubva
The New Covenant
Mwari akaita sungano nenyika yeIsraeri kupfurikidza naMosesi. Mwari mumwechete iyeye akavimbisa kuti achazoita sungano itsva mumazuva ekupedzisira. Ndiyo
2026 Theme – SAYING YES to Living in Covenant with the Living God
2026 igore rakanaka chaizvo. Ishe varikushuvira hukama hwakadzama nemumwe nemumwe wedu sedungamunhu. Shungu dzake ndedzekuti tibvume kurarama musungano
2026 Theme – KUBVUMA kurarama musungano naMwari mupenyu
2026 igore rakanaka chaizvo. Ishe varikushuvira hukama hwakadzama nemumwe nemumwe wedu sedungamunhu. Shungu dzake ndedzekuti tibvume kurarama musungano
Vision 2025 – The year of experiencing God’s greatness for the righteous
2025 igore rakatinakira zvikuru. Tine chivimbiso chaMwari chekuti achigere pachigaro, achirikurwira nekuitira vanhu vake zvakanaka, achirikunzwa munamato. Chaanotsvaga
Love is the greatest
Kuda Mwari kunokunda zvese. Kushumira kwakanaka asi kunokundwa nekuda Mwari. Kupa kwakakosha asi kunokundwa nekuda Mwari. Ngatidei Mwari
We need God more than anything else
Tinoda Mwari pahupenyu hwedu. Tiritoga hatigone. Kufunga kuti tinozvigona tega kusatoziva hondo dzaanotirwira. Kana waziva kukosha kwaMwari, muvonge,
Tanga kutsvaga kuda kwaMwari pakutanga
The day to choose Jesus is today. Commit yourself to Him, seek Him, serve Him and live for
Usarase ketenda
Chengetedza kutenda kwako. Kutenda kwakakosha pachitendi. Jesu atikutsvaga vanomira pakutenda kwechokwadi
Time has run out
The day to choose Jesus is today. Commit yourself to Him, seek Him, serve Him and live for



